Njuzu Calls Mai Titi Wayward

Mai Titi learned from Facebook that BJB Films fired her and she has received solidarity support even from her sown enemies, not Njuzu who had to rub salt in her wounds. Njuzu claims Mai Titi wayward (kuzhangandira) read her full post from Facebook below

“Dear mai Titi
Im very sorry wangu,i can feel your pain..i know pain yeku shandiswa kutambisirwa nguva vanhu vachikuita cartoon,be strong wangu zvinopfuura. Iyo #BJBFILMS naivo avasi organised coz why did they made u participate in their project if you are not professional.tatozvinzwa izvezvi kuti ahuna kubhadharwa coz when u came back waifarisa uchituka mafans pavaitaura kuti the role yawa player yekuroya ayisi yako wakatuka vanhu vakati wandei but chawaifanira kuziva ndechekuti your fans knows your position yauno nyatso gona.mai Titi your life is our Tv rega kuzvidhonza usati waLuma plus kaku zhandukira kari pauri kanoda kudzorwa”

Related posts