TSAMBA TO R-PEELS

Wadenha

A-R-(V)Peels (Pills)

Wangu Hondo dzana Chopa, Hondo dzana Alick Hondo dzana Tongai hanzipindirwe neNdonda If I can kill you Twice then why are you Dissing Holy Ten anokupeta 40 times kunge Tende⛺?? Kwandiri uri kanhiyo Kuna Holy uri KaChitiyo
Wakuda kutsvagawo kungokwana, you’re Zidutye Risina kukwana Wakazeza war ndakupa few malines Wakuda kuhakira Hondo dzanaCHAZEZESA apa wagara uri powerless both on barz n physical ndokubayisa Kumufenje kumagunje uri mbudzi not G.O.A.T just a black sheep struggling for survival Imboita zvemaHumbwe umbo tambira kuZVIGABA mwana washe Muranda kumwe kuZHH WaPharaoh haafe akaita hombarume kana uchida booth to hitter nema seconds apunyaira haashaye misodzi ndokukanda behind my Barz😏 #SON OF KING PIN #BLIZZY_ZW #GHEVHALIFE #TORAMASHERENISAMABHARANI

Related posts